Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 24:1 - Compare All Versions

Ruka 24:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nomusi wokutanga wevhiki, mambakwedza, vakadzi vaya vakatora zvinonhuhwira zvavakanga vagadzira vakaenda kuguva.

Pakurirana nevamwe
Ruka 24 BDSC

Ruka 24:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nomusi wokutanga wevhiki, mambakwedza, vakauya kubwiro, vakabata zvinonhuwira, zvavakanga vagadzira.

Pakurirana nevamwe
Ruka 24 SNA2002

Ruka 24:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pazuva rokutanga revhiki, mambakwedza chaiwo, vakaenda kuguva vakatakura tunonhuwirira twuya twavakanga vagadzirira.

Pakurirana nevamwe
Ruka 24 SCLBD

Ruka 24:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nomusi wokutaŋga weviki, mambakwedza, ʋakaʋuya kubgiro, ʋakaɓata ɀinonhuwira, ɀaʋakaŋga ʋagadzira.

Pakurirana nevamwe
Ruka 24 SUB1949

Ruka 24:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pazuva rokutanga revhiki, mambakwedza chaiwo, vakaenda kuguva vakatakura tunonhuwirira twuya twavakanga vagadzirira.

Pakurirana nevamwe
Ruka 24 SCLB