Ruka 23:47
Ruka 23:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mukuru wezana, akati achiona zvakanga zvaitika, akarumbidza Mwari achiti, “Zvirokwazvo uyu anga ari munhu akarurama.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23Ruka 23:47 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo mukuru wezana akati aona zvaitwa, akarumbidza Mwari achiti, “Zvirokwazvo, munhu uyu akanga akarurama.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23Ruka 23:47 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mutungamiriri wezana ramasoja paakaona zvakanga zvaitika akarumbidza Mwari akati, “Zvechokwadi munhu uyu anga akarurama.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23