Ruka 23:44-45
Ruka 23:44-45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino yakanga yava nguva inenge yechitanhatu, rima rikava pamusoro penyika yose kusvikira panguva yepfumbamwe, nokuti zuva rakamira kuvhenekera. Uye chidzitiro chetemberi chakabvarurwa napakati.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23Ruka 23:44-45 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino yakanga yava nguva inenge yechitanhatu; rima rikavapo panyika yose, kusvikira panguva yepfumbamwe. Zuva rikasviba; chidzitiro chetemberi chikabvaruka napakati.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23Ruka 23:44-45 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipapo yakanga yenge awa yegumi nechipiri uye nyika yose yakati rima tiba kusvikira paawa yechitatu masikati. Chiedza chezuva chakadzima; jira rokudzikatirisa romuTemberi rikabvaruka napakati.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23