Ruka 23:34
Ruka 23:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati, “Baba, varegererei, nokuti havazivi zvavari kuita.” Vakagovana nguo dzake vachikanda mijenya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23Ruka 23:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jesu akati, “Baba, muvakanganwire, nokuti havazivi chavanoita.” Vakagovana nguo dzake, vachikanda mijenya pamusoro padzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23Ruka 23:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati, “Baba, varegererei, nokuti havazivi zvavari kuita.” Vakagovana nguo dzake vachikanda mijenya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23Ruka 23:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jesu akati, “Baba, muvakanganwire, nokuti havazivi chavanoita.” Vakagovana nguo dzake, vachikanda mijenya pamusoro padzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23Ruka 23:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati, “Baba varegererei nokuti havazivi zvavari kuita.” Vakakanda mijenya kuti vagovane hanzu dzake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23