Ruka 23:33
Ruka 23:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakati vasvika panzvimbo yainzi Dehenya, vakamuroverera ipapo, pamwe chete nembavha, mumwe kurudyi rwake, mumwe kuruboshwe rwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23Ruka 23:33 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakati vasvika panzvimbo inonzi, “Dehenya,” vakamuroverapo navatadzi, mumwe kurudyi mumwe kuruboshwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23Ruka 23:33 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pavakasvika panzvimbo inonzi yeDehenya ipapo ndipo pavakamuroverera pamuchinjikwa navapari vedzimhosva vaya vaviri mumwe ari kurudyi mumwe ari kuruboshwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23