Ruka 23:26
Ruka 23:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakati voenda naye, vakabata murume ainzi Simoni weKurini, uyo akanga achibva muruwa, vakamutakudza muchinjikwa ari mushure maJesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23Ruka 23:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakati vachienda naye, vakabata mumwe, ainzi Simoni weKurini, achibva kuruwa, vakamutakudza muchinjikwa, kuti autakure shure kwaJesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23Ruka 23:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvavakanga vachimutungamidza, vakabata Simoni wekuKurini aibva kuruwa vakamutakudza muchinjikwa uya mumashure maJesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23