Ruka 22:44
Ruka 22:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye ari pakutambudzika, akanyengetera zvikuru, uye ziya rake rakanga rakaita samadonhwe eropa anodonhera pasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22Ruka 22:44 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino, ari pakutambudzika kukuru, akanyanya kunyengetera; ziya rake rikaita samadonhwe eropa, akadonhera pasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22Ruka 22:44 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu achirwadziwa zvakanyanya kudaro, akatonyanya kunamata. Dikita rake rakaita samadonhwe makuru eropa achidonhera pasi.]
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22