Ruka 22:42
Ruka 22:42 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
aciti: Ƃaɓa, kana muciɗa, bvisai mukombe uyu kwandiri! Asi kuɗa kwaŋgu kurege kuitwa, asi kwenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22Ruka 22:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Baba, kana muchida, bvisai mukombe uyu pandiri; asi ngakurege kuva kuda kwangu, asi kuda kwenyu kuitwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22Ruka 22:42 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
achiti, “Baba, kana muchida, bvisai mukombe uyu kwandiri! Asi kuda kwangu kurege kuitwa, asi kwenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22Ruka 22:42 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Baba kana muchida henyu bvisai mukombe wenhamo uyu kwandiri asi kusave kuda kwangu asi kuda kwenyu ngakuitwe.” [
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22