Ruka 22:32
Ruka 22:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi ndakunyengeterera, Simoni, kuti kutenda kwako kurege kupera. Uye paunenge watendeuka, usimbise hama dzako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22Ruka 22:32 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
asi ini ndakakukumbirira iwe, kuti kutenda kwako kurege kupera; iwe kana watendeʋuka, usimbise hama dzako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22Ruka 22:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi ndakunyengeterera, Simoni, kuti kutenda kwako kurege kupera. Uye paunenge watendeuka, usimbise hama dzako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22Ruka 22:32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
asi ini ndakakukumbirira iwe, kuti kutenda kwako kurege kupera; iwe kana watendeuka, usimbise hama dzako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22Ruka 22:32 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi ndakunamatira kuti chitendero chako chirege kukundika. Kana uchinge wazotendeukazve simbisa hama dzako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22