Ruka 22:30
Ruka 22:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
kuitira kuti mugodya nokunwa patafura yangu muumambo hwangu, mugogara pazvigaro zvoushe, muchitonga marudzi gumi navaviri avaIsraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22Ruka 22:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti mugodya nokunwa patafura rangu muushe hwangu; muchagara pazvigaro zvoushe, muchitonga marudzi ane gumi namaviri avaIsiraeri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22Ruka 22:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
kuti muzodya nokumwa patafura neni muumambo hwangu makagara pazvigaro zvokutonga muchitonga madzinza gumi namaviri eIsiraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22