Ruka 22:19
Ruka 22:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akatora chingwa, akavonga, akamedura, akavapa, achiti, “Ichi muviri wangu, unopirwemi; itai izvi, mugondirangarira.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22Ruka 22:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye akatora chingwa, akavonga akachimedura, uye akavapa, achiti, “Uyu ndiwo muviri wangu wakapiwa kwamuri; itai izvi muchindirangarira.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22Ruka 22:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akatora chingwa, akavonga, akamedura, akavapa, achiti, “Ichi muviri wangu, unopirwemi; itai izvi, mugondirangarira.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22Ruka 22:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akatorawo chingwa akatenda ndokuchimedura akachipa kwavari achiti, “Uyu muviri wangu unopirirwemi. Itai izvi mugochindiyeuka nazvo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 22