Ruka 21:36
Ruka 21:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Garai makagadzirira, uye munyengetere kuti mugogona kupunyuka pazvose izvo zvava kuda kuitika, uye kuti mugogona kumira pamberi poMwanakomana woMunhu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 21Ruka 21:36 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi rindai nenguva dzose, mukumbire, kuti mugone kupukunyuka pazvinhu izvi zvose zvinozoitwa, mugomira pamberi poMwanakomana womunhu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 21Ruka 21:36 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ngwarirai nguva dzose muchinamata kuti muwane simba rokupunyuka zvose izvi zvichaitika uye kuti mukwanise kuzomira pamberi peMwanakomana womunhu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 21