Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 21:11 - Compare All Versions

Ruka 21:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kuchava nokudengenyeka kwenyika kukuru, nzara nehosha kunzvimbo dzakasiyana-siyana, uye zvinhu zvinotyisa nezviratidzo zvikuru zvinobva kudenga.

Pakurirana nevamwe
Ruka 21 BDSC

Ruka 21:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Kudengenyeka kukuru kwenyika kuchavapo, nokune dzimwe nzvimbo nzara nehosha, nezvinotyisa, uye zviratidzo zvikuru, zvichabva kudenga, zvichavapo.

Pakurirana nevamwe
Ruka 21 SNA2002

Ruka 21:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kuchava nokundengendeka kwapasi kukuru, munzvimbo dzakasiya–siyana muchava nedzinzara nezvirwere, kuchava nezvinotyisa nezviratidzo zvikuru zvichibva kudenga.

Pakurirana nevamwe
Ruka 21 SCLBD

Ruka 21:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Kuɗeŋgenyeka kukuru kwenyika kucaʋa’po, nokunedzimŋe nɀimbo nzara nehosha, neɀinotyisa, ʋuye ɀiratidzo ɀikuru, ɀicabva kuɗeŋga, ɀicaʋa’po.

Pakurirana nevamwe
Ruka 21 SUB1949

Ruka 21:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kuchava nokundengendeka kwapasi kukuru, munzvimbo dzakasiya–siyana muchava nedzinzara nezvirwere, kuchava nezvinotyisa nezviratidzo zvikuru zvichibva kudenga.

Pakurirana nevamwe
Ruka 21 SCLB