Ruka 20:27
Ruka 20:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vamwe vaSadhusi, vanoti hakuna kumuka kwavakafa, vakauya nomubvunzo kuna Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 20Ruka 20:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vamwe vaSadhusi, ivo vanoramba kumuka kwavakafa vachiti hakuna, vakauya kwaari, vakamubvunza
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 20Ruka 20:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kwakauya kwaari vaSadhusei, vaya vanoti hapana zvokumuka kwavakafa. Vakabvunza Jesu mubvunzo vachiti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 20