Ruka 20:17
Ruka 20:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Jesu akavatarisa akati, “Ko izvi zvakanyorwa zvinorevei zvinoti, “ ‘Dombo rakarambwa navavaki iroro ndiro rakava dombo rakakoshesesa rapakona.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 20Ruka 20:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akavatarisisa uye akavabvunza akati, “Zvino zvakanyorwa zvinoreveiko zvinoti: “ ‘Ibwe rakarambwa navavaki ndiro razova musoro wekona’?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 20Ruka 20:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Wakati avatarisisa, akati, “Zvino chinyiko icho chakanyorwa, chinoti, ‘Ibwe rakaraswa navavaki, Ndiro rakazova musoro wekona?’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 20Ruka 20:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akavatarisa akati, “Ko izvi zvakanyorwa zvinorevei zvinoti, “ ‘Dombo rakarambwa navavaki iroro ndiro rakava dombo rakakoshesesa rapakona.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 20