Ruka 2:49
Ruka 2:49 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iye akati, “Manga muchinditsvakireiko? Manga musingazivi here kuti ndaifanira kunge ndiri mumba mababa vangu?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2Ruka 2:49 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwavari, “Makanga muchinditsvakireiko? Makanga musingazivi kuti ndinofanira kuva pazvinhu zvaBaba vangu here?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2Ruka 2:49 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye akavapindura achiti, “Chakaita kuti munditsvake kumwe kwese chii? Makanga musingazive here kuti ndinofanira kuva muimba yaBaba vangu?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2