Ruka 2:17-18
Ruka 2:17-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakati vamuona, vakaparadzira shoko maererano nezvakanga zvataurwa pamusoro pomwana uyu, uye vose vakazvinzwa vakashamiswa nezvavakataurirwa navafudzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2Ruka 2:17-18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakati vaona, vakazivisa kwose shoko ravakanga vaudzwa rezvomwana uyo. Vose vakanzwa vakashamiswa nezvavakaudzwa navafudzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2Ruka 2:17-18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuzoti vafudzi vaona mwana vakatanga kurondedzera zvavakanga vataurirwa nezvemwana uyu. Vose vakanzwa izvi vakashamiswa kwazvo nezvavakataurirwa navafudzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2