Ruka 2:10 - Compare All Versions
Ruka 2:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mutumwa akati kwavari, “Musatya. Ndauya nenhau dzakanaka dzomufaro mukuru uchava wavanhu vose.
Pakurirana nevamwe
Ruka 2 BDSCRuka 2:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mutumwa akati kwavari, “Musatya; nokuti tarirai, ndinokuparidzirai mashoko omufaro mukuru, uchava wavanhu vose
Pakurirana nevamwe
Ruka 2 SNA2002Ruka 2:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi mutumwa akati kwavari, “Regai henyu kutya nokuti ndakuunzirai shoko rakanaka rorufaro rukuru ruchava rwavanhu vose.
Pakurirana nevamwe
Ruka 2 SCLBDRuka 2:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ipapo mutumŋa akati kwaʋari: Musatya; nokuti tarirai, ndinokuparidzirai mashoko omufaro mukuru, ucaʋa waʋanhu ʋose
Pakurirana nevamwe
Ruka 2 SUB1949Ruka 2:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mutumwa akati kwavari, “Regai henyu kutya nokuti ndakuunzirai shoko rakanaka rorufaro rukuru ruchava rwavanhu vose.
Pakurirana nevamwe
Ruka 2 SCLB