Ruka 19:8
Ruka 19:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Zakeo akasimuka akamira pamberi paShe akati, “Tarirai, Ishe! Pano, uye iye zvino, ndinopa hafu yepfuma yangu kuvarombo, uye kana ndakanyengera ani zvake pachinhu chipi zvacho, ndichadzosera zvava zvina.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 19Ruka 19:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Zakeo akasimuka akamira pamberi paShe akati, “Tarirai, Ishe! Pano, uye iye zvino, ndinopa hafu yepfuma yangu kuvarombo, uye kana ndakanyengera ani zvake pachinhu chipi zvacho, ndichadzosera zvava zvina.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 19Ruka 19:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Zakeo akamira, akati kuna Ishe, “Tarirai, Ishe, ndinopa varombo hafu yepfuma yangu, uye kana ndatorera mumwe chinhu chake nokunyengera, ndinomudzosera zvava zvina.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 19Ruka 19:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zakeo akamirawo achiti kuna Tenzi, “Chionai Tenzi ini ndichapa kuvarombo hafu yezvinhu zvangu. Kana ndakabiridzira munhu chinhu ndichamudzorera kakapetwa kana.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 19