Ruka 19:5-6
Ruka 19:5-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati asvika panzvimbo iyoyo, akatarisa kumusoro ndokuti kwaari, “Zakeo, buruka nokukurumidza. Ndinofanira kunogara mumba mako nhasi.” Saka akakurumidza kuburuka akamugamuchira nomufaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 19Ruka 19:5-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jesu akati achisvikapo, akatarira kumusoro, akati kwaari, “Zakeo, kurumidza uburuke; nokuti nhasi ndinofanira kugara mumba mako.” Iye akakurumidza kuburuka, akamugamuchira nomufaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 19Ruka 19:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu paakasvika panzvimbo iyoyo, akatarisa mudenga akamuti, “Zakeo kurumidza kuburuka nokuti ndinofanira kundogara kumba kwako nhasi.” Saizvozvo akakurumidza kuburuka akamugamuchira norufaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 19