Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 19:40 - Compare All Versions

Ruka 19:40 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Akapindura akati, “Ndinokuudzai kuti, kana vakanyarara, matombo achadanidzira.”

Pakurirana nevamwe
Ruka 19 BDSC

Ruka 19:40 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akapindura, akati, “Ndinokuudzai, kana ava vakanyarara, mabwe angadanidzira.”

Pakurirana nevamwe
Ruka 19 SNA2002

Ruka 19:40 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Iye akapindura achiti, “Ndinokuudzai kuti kana ava vakanyarara, matombo chaiwo achadanidzira.”

Pakurirana nevamwe
Ruka 19 SCLBD

Ruka 19:40 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akapindura, akati: Ndinokuʋudzai, kana aʋa ʋakanyarara, mabge aŋgaɗanidzira.

Pakurirana nevamwe
Ruka 19 SUB1949

Ruka 19:40 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Iye akapindura achiti, “Ndinokuudzai kuti kana ava vakanyarara, matombo chaiwo achadanidzira.”

Pakurirana nevamwe
Ruka 19 SCLB