Ruka 18:8
Ruka 18:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinoti kwamuri, achaona kuti varuramisirwa, uye nokukurumidza. Kunyange zvakadaro hazvo, kana Mwanakomana woMunhu achisvika, achawana kutenda panyika here?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 18Ruka 18:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndinoti kwamuri, achakurumidza kuvaruramisira. Asi Mwanakomana womunhu kana achisvika, achawana kutenda panyika here?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 18Ruka 18:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinokutaurirai kuti achavadzivirira nokuchimbidza. Kunyange zvakadaro zvazvo, pachauya Mwanakomana womunhu, achasvikowana panyika pane chitendero here?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 18