Ruka 18:19
Ruka 18:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akapindura achiti, “Seiko uchinditi ndakanaka? Hakuna akanaka kunze kwaMwari oga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 18Ruka 18:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kwaari, “Unondiidzireiko wakanaka? Hakuna akanaka, asi mumwechete, iye Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 18Ruka 18:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati kwaari, “Sei uchinditi ndakanaka? Hakuna wakanaka asi Mwari woga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 18