Ruka 18:17
Ruka 18:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, ani naani asingagamuchiri umambo hwaMwari somwana muduku haangatongopindi mahuri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 18Ruka 18:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, ani naani asingagamuchiri ushe hwaMwari somwana muduku, haangatongopindi mahuri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 18Ruka 18:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chokwadi chaizvo ndinokuudzai kuti ani naani asingagamuchiri umambo hwaMwari somwana muduku haambohupinda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 18