Ruka 17:6
Ruka 17:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iye akati, “Kana muno kutenda kuduku duku setsanga yemasitadhi, munogona kuti kumuti womuonde uyu, ‘Dzurwa usimwe mugungwa,’ uye uchakuteererai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 17Ruka 17:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ishe akati, “Kana maiva nokutenda kwakaita setsanga yemasitadhi, maiti kumuonde uyu, ‘Dzurwa, usimwe mugungwa!’ Uchakuteererai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 17Ruka 17:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akati, “Dai muine chitendero chakaita setsanga yemasitadhi, maigona kuti kumuonde uyu dzipuka undosimwa mugungwa uchikuteererai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 17