Ruka 17:15-16
Ruka 17:15-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino mumwechete wavo paakaona kuti arapwa, akadzoka achirumbidza Mwari nezwi riri pamusoro. Akazviwisira pasi nouso patsoka dzaJesu achimutenda. Zvino murume uyu aiva muSamaria.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 17Ruka 17:15-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mumwe wavo akati aona kuti akanga aporeswa, akadzoka achirumbidza Mwari nenzwi guru. Akazviwisira patsoka dzaJesu akamuvonga. Uye akanga ari muSamaria.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 17Ruka 17:15-16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino mumwe wavo, akati achiona kuti ndaporeswa, akadzoka, achikudza Mwari nezwi guru; akawira pasi nechiso patsoka dzake, akamuvonga. Zvino iye akanga ari muSamaria.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 17Ruka 17:15-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino mumwechete wavo paakaona kuti arapwa, akadzoka achirumbidza Mwari nezwi riri pamusoro. Akazviwisira pasi nouso patsoka dzaJesu achimutenda. Zvino murume uyu aiva muSamaria.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 17