Ruka 16:26
Ruka 16:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye pamusoro paizvozvo zvose, pano mukaha mukuru wakaiswa pakati pedu newe, kuitira kuti vanoda kubva kuno kuti vauye ikoko vakonewe, uye hakuna munhu angayambuka achibva ikoko achiuya kwatiri.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 16Ruka 16:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uye pazvinhu izvi zvose, mukaha mukuru wakaiswa pakati pedu nemi, kuti vokuno vanoda kuenda mhiri kwamuri, vakoniwe, nowoko varege kuyambukira kwatiri.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 16Ruka 16:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Handizvo chete, pakati pedu nemi pakaiswa zigoronga kuti vanoda kuyambukira kwamuri vachibva kuno vakundike uye kuti pashaye anoyambuka achibva ikoko achiuya kwatiri.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 16