Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 15:9 - Compare All Versions

Ruka 15:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Uye paanenge aiwana, achadana shamwari dzake navavakidzani agoti kwavari, ‘Farai pamwe chete neni, ndawana mari yangu yakanga yarasika.’

Pakurirana nevamwe
Ruka 15 BDSC

Ruka 15:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Kana ariwana, anokokera hama dzake navavakidzani vake, akati kwavari, ‘Farai neni, nokuti ndawana dhirakema randakanga ndarasikirwa naro.’

Pakurirana nevamwe
Ruka 15 SNA2002

Ruka 15:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kana aiwana anodaidza shamwari dzake navavakidzani vake achiti, ‘Farai neni nokuti ndawana mari yandakanga ndarasa.’

Pakurirana nevamwe
Ruka 15 SCLBD

Ruka 15:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Kana ariwana, unokokera hama dzake naʋakaʋaka naye, akati kwaʋari: Farai neni, nokuti ndawana drakema randakaŋga ndarashikirwa naro.

Pakurirana nevamwe
Ruka 15 SUB1949

Ruka 15:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kana aiwana anodaidza shamwari dzake navavakidzani vake achiti, ‘Farai neni nokuti ndawana mari yandakanga ndarasa.’

Pakurirana nevamwe
Ruka 15 SCLB