Ruka 15:23-24
Ruka 15:23-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muuye nemhuru yakakodzwa muibaye. Ngatidyei tipembere. Nokuti mwanakomana wangu uyu akanga afa, zvino araramazve; akanga arasika, zvino awanikwa.’ Saka vakatanga kupembera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 15Ruka 15:23-24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
muuye nemhuru yakakodzwa, muibaye, tidye, tifare; nokuti mwanakomana wangu uyu akanga afa, araramazve; akanga arasika, awanikazve.’ Zvino vakatanga kufara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 15Ruka 15:23-24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
muuyewo nemhuru iya yakakodzwa muibaye, tidye tichifara nokuti mwana wangu uyu akanga afa ava mupenyu zvakare, akanga arasika zvino awanikwa.’ Ndokubva vatanga zvavo kufara zvikuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 15