Ruka 12:8-9
Ruka 12:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ndinokuudzai kuti, ani naani anondipupura pamberi pavanhu, Mwanakomana woMunhu achamupupurawo pamberi pavatumwa vaMwari. Asi uyo anondiramba pamberi pavanhu acharambwawo pamberi pavatumwa vaMwari.
Ruka 12:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ndinoti kwamuri, mumwe nomumwe anondipupura pamberi pavanhu, Mwanakomana womunhu achamupupurawo pamberi pavatumwa vaMwari. Asi anondiramba pamberi pavanhu, acharambwawo pamberi pavatumwa vaMwari.
Ruka 12:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Ndinokutaurira kuti, ‘Munhu wose anondibvuma pamberi pavanhu, Mwanakomana womunhu achamubvumawo pamberi pavatumwa vaMwari.’ Asi uyo anondiramba pamberi pavanhu, acharambwawo pamberi pavatumwa vaMwari.
Ruka 12:8-9 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ndinoti kwamuri: Mumŋe nomumŋe unondipupura pamberi paʋanhu, Mŋanakomana womunhu ucamupupura ʋo pamberi paʋatumŋa ʋaMŋari. Asi unondiramba pamberi paʋanhu, ucarambga ʋo pamberi paʋatumŋa ʋaMŋari.