Ruka 12:29
Ruka 12:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Musaisa mwoyo yenyu pane zvamuchadya kana kunwa; musafunganya pamusoro pazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12Ruka 12:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Imi musatsvaka zvamuchadya, nezvamuchanwa; musazvidya mwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12Ruka 12:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Regai kuti mwoyo yenyu irambe iri pakutsvaka zvokudya, kuti muchadyei kana kuti muchanwei kana kuzvitambudza mwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12