Ruka 11:28
Ruka 11:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akapindura akati, “Asi vakaropafadzwa avo vanonzwa shoko raMwari uye vachiriteerera.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 11Ruka 11:28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi iye akati, “Hongu, zvikuru vakaropafadzwa vanonzwa shoko raMwari, vachirichengeta.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 11Ruka 11:28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Jesu akati, “Ehe zvazvo, asi vakanyanyokomborerwa avo vanonzwa Shoko raMwari vachirichengeta.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 11