Ruka 10:8-9
Ruka 10:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Pamunopinda muguta uye vakakugamuchirai, mudye zvose zvinoiswa pamberi penyu. Poresai vanorwara varimo mugovaudza kuti, ‘Umambo hwaMwari hwaswedera.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 10Ruka 10:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Paguta ripi neripi, pamunopinda, kana vakakugamuchirai, idyai zvamunopakurirwa. Poresai varwere varimo, muchiti kwavari, ‘Ushe hwaMwari hwaswedera kwamuri.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 10Ruka 10:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana mukapinda muguta ripi zvaro vakakugamuchirai idyai zvavanokuperekerai. Rapai vanorwara mariri, muti kwavari umambo hwaMwari hwasvika pedyo nemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 10