Ruka 1:45
Ruka 1:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akaropafadzwa iye akatenda kuti zvakataurwa kwaari naShe zvichaitika!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 1Ruka 1:45 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Wakaropafadzwa iwe nokuti wakatenda, kuti zvakataurwa naIshe kwauri zvichaitika.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 1Ruka 1:45 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Makakomborerwa zvenyu, nokuti makatenda kuti zvakataurwa kwamuri, zvichibva kuna Tenzi, zvichazoitika.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 1