Ruka 1:35
Ruka 1:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mutumwa akapindura achiti, “Mweya Mutsvene achauya pamusoro pako, uye simba reWokumusoro-soro richakufukidza. Saka mutsvene achazvarwa achanzi Mwanakomana waMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 1Ruka 1:35 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mutumwa akapindura, akati kwaari, “Mweya Mutsvene achauya pamusoro pako, nesimba roWokumusorosoro richakufukidza; saka icho chitsvene chichaberekwa chichanzi, Mwanakomana waMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 1Ruka 1:35 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mutumwa ndokumupindura achiti, “Mweya Mutsvene achakuburukira, simba roWokumusorosoro richakufukidza. Naizvozvo mwana wauchapona achanzi mutsvene, Mwanakomana waMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 1