Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 1:28 - Compare All Versions

Ruka 1:28 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mutumwa akasvika kwaari akati, “Kwaziwa, iwe wakanzwirwa nyasha zvikuru! Ishe anewe.”

Pakurirana nevamwe
Ruka 1 BDSC

Ruka 1:28 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Mutumwa akapinda kwaari, akati, “Kwaziwa, iwe wakaropafadzwa, Ishe anewe!”

Pakurirana nevamwe
Ruka 1 SNA2002

Ruka 1:28 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Mutumŋa akapinda kwaari, akati: Kwaziwa, iwe wakaropafadzwa, Ishe unewe!

Pakurirana nevamwe
Ruka 1 SUB1949

Ruka 1:28 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mutumwa akauya kwaari akati, “Kwaziwa iwe wakakomborerwa, Tenzi anewe.”

Pakurirana nevamwe
Ruka 1 SCLB

Ruka 1:28 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mutumwa akauya kwaari akati, “Kwaziwa iwe wakakomborerwa, Tenzi anewe.”

Pakurirana nevamwe
Ruka 1 SCLBD