Revhitiko 5:17
Revhitiko 5:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Kana munhu akatadza uye akaita zvisingabvumirwi pamirayiro ipi zvayo yaJehovha, kunyange asingazvizivi, ane mhosva uye achava nemhaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 5Revhitiko 5:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Kana munhu akatadza, akaita chinhu chimwe chezvinhu zvakanga zvarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa; kunyange asina kuziva, une mhosva, mhaka unayo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 5Revhitiko 5:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Ani naani anenge atadza mukusaziva, apara zvakarambidzwa naTenzi apara mhosva, anofanira kutakura mutoro wemhosva yake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 5