Revhitiko 26:13
Revhitiko 26:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ini Tenzi ndini Mwari wenyu akakuburitsai munyika yeIjipiti kuti murege kuva varanda vavo. Ndakatyora zvikei zvejoko rouranda hwenyu ndikaita kuti mufambe makasununguka.
Revhitiko 26:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndini Jehovha Mwari wenyu, ndakakubudisai kubva munyika yeIjipiti kuti musazova varanda kuvaIjipita zvakare, ndakatyora matanda ejoko renyu ndikakufambisai makati twi.

Revhitiko 26:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndini Jehovha Mwari wenyu, wakakubudisai munyika yeIjipiti, kuti murege kuva vatapwa vavo; ndakavhuna matanda ejoko renyu, ndikakufambisai makati tasa.