Revhitiko 24:15
Revhitiko 24:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uti kuvaIsraeri, ‘Kana munhu upi zvake akatuka Mwari wake achava nemhosva
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 24Revhitiko 24:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino iwe utaure navana vaIsiraeri, uti, ‘Ani naani anotuka Mwari wake anofanira kurohwa pamusoro pezvivi zvake.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 24Revhitiko 24:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iwe ibva waudza vaIsiraeri kuti ani naani anonyomba Mwari anozviparira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 24