Revhitiko 23:22
Revhitiko 23:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“ ‘Kana muchikohwa gohwo renyika yenyu musakohwa kusvikira kumucheto kwomunda wenyu, kana kunhongera zvinosara pakukohwa kwenyu. Zvisiyirei varanda navatorwa. Ndini Jehovha Mwari wenyu.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 23Revhitiko 23:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana muchikohwa gohwa reminda yenyu, rega kukohwa kwazvo micheto yomunda wako, uye usaunganidza zvawira pasi pakukohwa kwako; unofanira kuzvisiyira varombo navaeni; ndini Jehovha Mwari wenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 23Revhitiko 23:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Kana mokohwa minda yenyu regai kukohwa kumuchetocheto kana kufuhwa mbesanwa dzinosaririra muminda yenyu. Ngazvisiyirwe varombo navatorwa. Ndini Tenzi Mwari wenyu ndinodaro.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 23Revhitiko 23:22 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Kana mucikohwa gohwa reminda yenyu, rega kukohwa kwaɀo miceto yomunda wako, ʋuye usaʋuŋganidza ɀawira pasi pakukohwa kwako; unofanira kuɀisiyira ʋarombo naʋaeni; ndini Jehova Mŋari wenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 23