Revhitiko 20:26
Revhitiko 20:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munofanira kuva vatsvene kwandiri nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene. Ndakakutsaurai kubva kundudzi kuti muve vangu ndoga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 20Revhitiko 20:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munofanira kuva vatsvene kwandiri; nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene, ndakakutsaurai pakati pedzimwe ndudzi, kuti muve vangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 20Revhitiko 20:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ivai vatsvene kwandiri nokuti ini Tenzi ndiri mutsvene uyewo ndakakutsaurai mukati mendudzi dzevanhu kuti muve vangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 20