Revhitiko 18:24
Revhitiko 18:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“ ‘Musazvisvibisa neimwe yenzira idzi nokuti ndudzi dzandichadzinga pamberi penyu dzakazvisvibisa naizvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 18Revhitiko 18:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Regai kuzvisvibisa kune chinhu chimwe chaizvozvi; nokuti vahedheni vakasvibiswa nezvinhu izvi zvose, ivo vandakadzinga pamberi penyu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 18Revhitiko 18:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Usazvin'orese nezviito zvakadaro nokuti ndudzi dzavanhu vomunyika yamuchandogara dzandichadzinga dzakazvin'oresa nezviito izvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 18