Revhitiko 15:19
Revhitiko 15:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“ ‘Kana mukadzi ari kumwedzi, kusachena kwokuenda kumwedzi kwake kuchapera mushure mamazuva manomwe, uye ani naani achamubata achava asina kuchena kusvikira manheru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 15Revhitiko 15:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Kana mukadzi ane zvinoyerera, zvinoyerera pamuviri wake riri ropa, uchava pakusanaka kwake mazuva manomwe; ani naani unomubata uchava usina kunaka kusvikira madeko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 15Revhitiko 15:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Kana mukadzi ari panguva yake yokutevera kuri kutevera samazuva ose achava munhu akan'ora kwamazuva manomwe. Ani naani anomugunzwa achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 15