Revhitiko 11:45
Revhitiko 11:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndini Jehovha akakubudisai muIjipiti kuti ndive Mwari wenyu; saka ivai vatsvene nokuti ndiri mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 11Revhitiko 11:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndini Jehovha akakubudisai muIjipiti kuti ndive Mwari wenyu; saka ivai vatsvene nokuti ndiri mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 11Revhitiko 11:45 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ndini Jehovha wakakubudisai panyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu; naizvozvo muve vatsvene, nokuti ini ndiri mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 11Revhitiko 11:45 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinodaro nokuti ndini Tenzi ndakakuuyisai kuno, kubva kunyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu. Saka ivai vatsvene nokuti ini ndiri mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 11