Kuungudza kwaJeremia 3:32
Kuungudza kwaJeremia 3:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kunyange achiuyisa kusuwa, achanzwira hake tsitsi, rukuru sei rudo rwake rusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 3Kuungudza kwaJeremia 3:32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti kunyange akachemedza, achanzwira tsitsi nokuwanda kwengoni dzake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 3Kuungudza kwaJeremia 3:32 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Anogona kurwadzisa zvake asi ane tsitsi maererano nokuwanda kwemwoyochena wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 3