Kuungudza kwaJeremia 3:22
Kuungudza kwaJeremia 3:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuda kwerudo rukuru rwaJehovha, hatina kuparadzwa, nokuti tsitsi dzake hadzitongoperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 3Kuungudza kwaJeremia 3:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuda kwounyoro hwaJehovha tigere kupedzwa, nokuti tsitsi dzake hadziperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 3Kuungudza kwaJeremia 3:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwoyochena waTenzi hauperi tsitsi dzake hadziperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 3