Judha 1:1-2
Judha 1:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Judha, muranda waJesu Kristu nomununʼuna waJakobho, kuna vaya vakadanwa, vanodikanwa naMwari Baba, vanochengetwa naJesu Kristu: Ngoni, rugare norudo ngazviwande kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Judha 1Judha 1:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Judhasi, muranda waJesu Kristu, munun'una waJakobho, kuna vakadanwa, vakadikanwa muna Mwari Baba, vakachengetererwa Jesu Kristu: Ngoni, norugare, norudo ngazviwanzwe kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Judha 1Judha 1:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndini Judha muranda waJesu Kristu munun'una waJakobho ndinokunyorerai imi makadaidzwa, vapamwoyo paMwari Baba imi makachengeterwa Jesu Kristu. Dai mangoramba muchingoitirwa tsitsi muchidiwa zvikuru kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Judha 1