Joshua 7:26
Joshua 7:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakaunganidza murwi wamatombo mukuru pamusoro paAkani, uchiripo nanhasi. Ipapo Jehovha akadzora kutsamwa kwake kukuru. Naizvozvo nzvimbo iyi yakanzi Mupata weAkori kubvira ipapo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 7Joshua 7:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakaunganidza pamusoro pake mabwe akaita murwi mukuru uripo kusvikira nhasi; Jehovha akazvidzora pakutsamwa kwake kukuru. Naizvozvo zita renzvimbo iyo rakanzi Mupata weAkori kusvikira nhasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 7Joshua 7:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakatutira murwi wamatombo mukuru pamusoro pake, uchiripo nanhasi uno, hasha dzaTenzi dzakanga dzaviruka dzikanyevenuka. Saka nanhasi uno zita rebani iroro richinzi, Bani reAkori.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 7