Joshua 7:12
Joshua 7:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndokusaka vaIsraeri vasingagoni kumisidzana navavengi vavo; vanofuratira vachitiza nokuti vava vanhu vakatukwa.
Joshua 7:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo vana vaIsiraeri havangagoni kukunda vavengi vavo, vanofuratira vavengi vavo, nokuti vava vanhu vakatukwa; handichazovi nemi, kana musingaparadzi chinhu chakayereswa pakati penyu.
Joshua 7:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndokusaka vaIsiraeri vasisakwanisi kumirisana navavengi vavo vachitovapa gotsi kuvatiza. Izvozvi ivo ndivo vatova chinhu chakaturirwa kuneni kuti chiparadzwe. Kubvira iye zvino zvokuva nemi ndarega kusatoti matoparadza pakati penyu chinhu ichocho chakaturirweni kuti chiparadzwe.
Joshua 7:12 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Naiɀoɀo ʋana ʋaIsraeri haʋaŋgagoni kukunda ʋaʋeŋgi ʋaʋo, ʋanofuratira ʋaʋeŋgi ʋaʋo, nokuti ʋaʋa ʋanhu ʋakatukwa; handicazoʋi nemi, kana musiŋgaparadzi cinhu cakayeriswa pakati penyu.
Joshua 7:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)