Joshua 7:11
Joshua 7:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
VaIsraeri vatadza; vadarika sungano yangu, yandakavarayira kuti vaichengete. Vatora zvimwe zvezvinhu zvakatukwa; vaba, vanyepa, vazvivhenganisa nezvinhu zvavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 7Joshua 7:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
VaIsiraeri vatadza, vadarika sungano yangu yandakavaraira; vatora chinhu chakayeriswa, babavo, nokunyengera, nokuchiviga pakati penhumbi dzavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 7Joshua 7:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
VaIsiraeri vaita chitadzo, vatyora chitenderano changu navo, nokutora kwavaita zvimwe zvinhu zvakashorwa kuti zviparadzwe. Vaba, vakareva nhema, vakabatanidza zvavo zvinhu izvozvo nezvinhu zvavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 7